(Go: >> BACK << -|- >> HOME <<)

Svetuka kuchirochemo

Mutsimba

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 14:07, 16 Mbudzi 2020 na Thumani Mabwe (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Mutsimba (wrestling) zvinoreva kurwa vanhu vachisairirana, kukakatana, kukandana nokupingana nenzira yokuda kuratidzana masimba pasina zvibhakera chaizvo zvinokandwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaVenda vanoti tsimbe (v. wrestling) vachireva kuita kutsimba. VaNande vanoti eritsimba (v. grab someone) vachireva kuita kutsimba
  • VaKongo vanoti ximbana (grapple with each other, seize, grasp, take hold of, to catch, take hold of). Kumutauro weKikongo xi inodudzwa ichinzi si.
  • VaKongo vanoti ximba (v. to hold, to keep or lay or seize or take hold of, to grasp, to understand, to hold to, to keep, observe, sustain, to hold back, restrain, control, confine, fetter, hamper).
  • VaKongo vanoti ximba kana nximba (n. the seizing, grasping, maintaining, undertaking of, observance of). Mamwe mazwi kosimba kana simba (v. to touch).