Namibia

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Republic of Namibia
Republiek van Namibia
Republik Namibia
Flag of Namibia.svg Coat of arms of Namibia.svg
National motto: Unity - Liberty - Justice
LocationNamibia.svg

Namibia inyika iri kuchamhembe kwakadziva kumadokero kweAfrica inoita muganhu neGungwa Atlantic kumadokero kwayo. Nyika dzinoganhurana neNamibia dzinoti: Angola neZambia kumaodzanyemba, Botswana kumabvazuva neSouth Africa kuchamhembe nekumabvazuva. Pakati peZimbabwe neNamibia pane nhambwe yemamita 200 iyi nzvimbo iri murwizi. Namibia yakawana rusununguko kubva kuhutongi hweSouth Africa musi wa 21 March 1990 izvi zvichitevera Hondo yerusununguko rweNamibia. Guta guru renyika iyi rinonzi Windhoek.Rimwe guta riri kumahombekombe eGungwa reAtlantic rinonzi Walvis Bay


Africa
Algeria | Angola | Benin | Botswana | Burkina Faso | Burundi | Cameroon | Cape Verde | Central African Republic | Chad | Comoros | Democratic Republic of the Congo | Republic of the Congo | Côte d'Ivoire (Ivory Coast) | Djibouti | Egypt | Equatorial Guinea | Eritrea | Ethiopia | Gabon | Gambia | Ghana | Guinea | Guinea-Bissau | Kenya | Lesotho | Liberia | Libya | Madagascar | Malawi | Mali | Mauritania | Mauritius | Morocco | Mozambique | Namibia | Niger | Nigeria | Rwanda | São Tomé and Príncipe | Senegal | Seychelles | Sierra Leone | Somalia | South Africa | South Sudan | Sudan | Swaziland | Tanzania | Togo | Tunisia | Uganda | Zambia | Zimbabwe